Online Bible

- Reklamy -




Genesi 45:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Akapa ʋose, mumŋe nomumŋe ŋguʋo dzakanaka; asi Benjamini wakamupa mashekeri anamazana matatu esirveri neŋguʋo dzakanaka shanu

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Akapa vose, mumwe nomumwe nguo dzakanaka; asi Bhenjamini akamupa mashekeri ana mazana matatu esirivha nenguo dzakanaka shanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Josefi akapa vakoma vake mumwe nomumwe hanzu itsva. Asi akapa Bhenjamini hanzu shanu itsva, nemari yamashekeri yesirivha inokwana mazana matatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Josefi akapa vakoma vake mumwe nomumwe hanzu itsva. Asi akapa Bhenjamini hanzu shanu itsva, nemari yamashekeri yesirivha inokwana mazana matatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Akapa mumwe nomumwe wavo nguo itsva, asi akapa Bhenjamini mazana matatu amashekeri esirivha nenguo shanu dzokupfeka.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 45:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy