Genesi 45:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Josefa haana‐kugona kuɀidzora pamberi paʋose ʋakaŋga ʋamire naye, akaɗana, aciti: Ƃuɗisai ʋanhu ʋose ʋari pano neni. Ɀino kwakaŋga kusinomunhu wakamira naye Josefa aciɀiziʋisa kuʋana ʋaɓaɓa ʋake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Josefa haana kugona kuzvidzora pamberi pavose vakanga vamire naye, akadana, achiti, “Budisai vanhu vose vari pano neni.” Zvino kwakanga kusina munhu akamira naye Josefa achizvizivisa kuvana vababa vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Josefi akatadza kuzvisimbisa ari mberi kwavanhu vaivapo akadaidzira achiti, “Vamwe vanhu mose chimbobudai zvenyu panze.” Josefi akasara achizivisa kuvakoma navanun'una vake kuti iye ndiani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Josefi akatadza kuzvisimbisa ari mberi kwavanhu vaivapo akadaidzira achiti, “Vamwe vanhu mose chimbobudai zvenyu panze.” Josefi akasara achizivisa kuvakoma navanun'una vake kuti iye ndiani. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ipapo Josefa akanga asisagoni kuzvidzora pamberi pavashandiri vake vose, uye akadanidzira akati, “Munhu wose ngaabve pamberi pangu!” Saka pakanga pasisina mumwe munhu pana Josefa paakazvizivisa kuhama dzake. Viz kapitola |