Online Bible

- Reklamy -




Genesi 44:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Naiɀoɀo ɀino ndinokumbira kuti muranda wenyu agare hake ari musuŋgwa washe waŋgu pacigaro comukomana, asi mukomana akwire hake naʋana ʋaɓaɓa ʋake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Naizvozvo zvino ndinokumbira kuti muranda wenyu agare hake ari musungwa washe wangu pachigaro chomukomana, asi mukomana akwire hake navana vababa vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Saka ndinokumbira kuti ini muranda wenyu nditore nzvimbo yomwana uyu ndisare somuranda wenyu tenzi wangu, asi murege mukomana uyu aende zvake navakoma vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Saka ndinokumbira kuti ini muranda wenyu nditore nzvimbo yomwana uyu ndisare somuranda wenyu tenzi wangu, asi murege mukomana uyu aende zvake navakoma vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 “Zvino, ndapota, regai henyu muranda wenyu asare kuno senhapwa yashe wangu pachinzvimbo chomukomana, uye murege mukomana adzokere namadzikoma ake.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 44:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy