Online Bible

- Reklamy -




Genesi 44:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Muranda wenyu, ɓaɓa ʋeɗu, ʋakati kwatiri: Munoziʋa kuti mukadzi waŋgu wakandiɓerekera ʋanakomana ʋaʋiri;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Muranda wenyu, baba vedu, vakati kwatiri, ‘Munoziva kuti mukadzi wangu akandiberekera vanakomana vaviri;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Baba vedu, muranda wenyu, vakatiti, ‘Munoziva kuti mudzimai wangu Rakeri akandiberekera vana vaviri,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Baba vedu, muranda wenyu, vakatiti, ‘Munoziva kuti mudzimai wangu Rakeri akandiberekera vana vaviri,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 “Muranda wenyu baba vangu vakati kwatiri, ‘Imi munoziva kuti mukadzi wangu akandiberekera vanakomana vaviri.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 44:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy