Genesi 44:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ipapo Juda akasweɗera kwaari, akati: Haiwa, ishe waŋgu, ɗotenderai henyu muranda wenyu kutaura shoko munzeʋe dzashe waŋgu, kutsamŋa kwenyu kurege kumukira muranda wenyu, nokuti imi makaenzana naFarao. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Ipapo Judha akaswedera kwaari, akati, “Haiwa, ishe wangu, dotenderai henyu muranda wenyu kutaura shoko munzeve dzashe wangu, kutsamwa kwenyu kurege kumukira muranda wenyu, nokuti imi makaenzana naFarao. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Judha akaswedera kuna Josefi akati, “Pamusoroi. Changamire regai zvenyu ini muranda wenyu ndimbotaurawo shoko muchinzwa nenzeve dzenyu, changamire. Musanditsamwire zvenyu nokuti imi makaita saFarao pachavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Judha akaswedera kuna Josefi akati, “Pamusoroi. Changamire regai zvenyu ini muranda wenyu ndimbotaurawo shoko muchinzwa nenzeve dzenyu, changamire. Musanditsamwire zvenyu nokuti imi makaita saFarao pachavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ipapo Judha akaenda kwaari akati, “Ndapota, ishe wangu, regai muranda wenyu ataure shoko rimwe kuna she wangu. Regai kutsamwira muranda wenyu, kunyange hazvo makaenzana naFaro pachake. Viz kapitola |