Genesi 44:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Iye akati: Haiȿa, handiŋgaiti saiɀoɀo; munhu uyo wakawanikwa anomukombe muruʋoko, ndiye ucaʋa musuŋgwa waŋgu; kana muri’mi, endai henyu norugare kunaɓaɓa ʋenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Iye akati, “Haisa, handingaiti saizvozvo; munhu uyo akawanikwa ano mukombe muruoko, ndiye achava musungwa wangu; kana muri imi, endai henyu norugare kuna baba venyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Asi Josefi akati, “Handizi munhu angaite izvozvo. Munhu awanikwa ane kapu yangu ndiye chete achava muranda wangu. Imi vamwe mose endai zvenyu kuna baba venyu mufambe zvakanaka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Asi Josefi akati, “Handizi munhu angaite izvozvo. Munhu awanikwa ane kapu yangu ndiye chete achava muranda wangu. Imi vamwe mose endai zvenyu kuna baba venyu mufambe zvakanaka.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Asi Josefa akati, “Ngazvive kure neni kuti ndiite chinhu chakadai! Munhu awanikwa ano mukombe wangu chete ndiye achava nhapwa yangu. Imi mose, dzokerai kuna baba venyu norugare.” Viz kapitola |