Genesi 44:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Juda akati: Ko tiŋgaɗiniko kunashe waŋgu — Tiŋgataureiko — Tiŋgaɀipembedza sei — Mŋari wakawana kutadza kwaʋaranda ʋenyu; tarirai tiri ʋasuŋgwa ʋashe weɗu, isu naiye wakawanikwa anomukombe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Judha akati, “Ko tingadiniko kuna ishe wangu? Tingataureiko? Tingazvipembedza sei? Mwari akawana kutadza kwavaranda venyu; tarirai tiri vasungwa vashe wedu, isu naiye akawanikwa aine mukombe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Judha akati, “Tingati kudiiko kwamuri changamire? Ko tingataureiko iyo mhosva iri yedu? Mwari aisa pachena mhosva yedu. Saka isu tatova varanda venyu, iyesu pamwechete naiye awanikwa ane kapu yenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Judha akati, “Tingati kudiiko kwamuri changamire? Ko tingataureiko iyo mhosva iri yedu? Mwari aisa pachena mhosva yedu. Saka isu tatova varanda venyu, iyesu pamwechete naiye awanikwa ane kapu yenyu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Judha akapindura akati, “Chiiko chatingataura kuna ishe wangu? Tingataureiko? Tingazvipembedza seiko? Mwari afukura mhosva yavaranda venyu. Zvino tava nhapwa dzashe wedu, isu pachedu naiye awanikwa ano mukombe.” Viz kapitola |