Online Bible

- Reklamy -




Genesi 44:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Juda naʋana ʋaɓaɓa ʋake ʋakadzokera kuimba yaJosefa, iye aciri’mo, ʋakawira pasi pamberi pake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Judha navana vababa vake vakadzokera kuimba yaJosefa, iye achirimo, vakawira pasi pamberi pake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Judha navamwe vake vakasvikowana Josefi achiri mumba make, vakamugwadamira vachimuremekedza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Judha navamwe vake vakasvikowana Josefi achiri mumba make, vakamugwadamira vachimuremekedza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Josefa akanga achiri mumba pakapinda Judha navanunʼuna vake, uye vakazviwisira pasi pamberi pake.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 44:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy