Genesi 44:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Iye akati. Ndiɀo haɀo, ŋgaɀiʋe seɀamataura; iye unowanikwa anomukombe, ndiye ucaʋa musuŋgwa waŋgu; imi ʋamŋe hamuŋgaʋi nemhoȿa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Iye akati, “Ndizvo hazvo, ngazvive sezvamataura; iye anowanikwa aine mukombe, ndiye achava musungwa wangu; imi vamwe hamungavi nemhosva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mutariri akati, “Ndizvozvo, tichaita zvamataura. Munhu wandichawana ane kapu iyoyo mutsapo yake, ndiye achava muranda wangu. Asi vamwe mose hamuzovi nemhosva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mutariri akati, “Ndizvozvo, tichaita zvamataura. Munhu wandichawana ane kapu iyoyo mutsapo yake, ndiye achava muranda wangu. Asi vamwe mose hamuzovi nemhosva.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Iye akati, “Zvakanaka chaizvo, ngazvive sezvamataura. Ani naani anowanikwa anayo achava nhapwa yangu; vamwe mose hamungapiwi mhosva.” Viz kapitola |