Genesi 44:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino wakaraira mutariri weimba yake, aciti: Zadza homo dzaʋarume neɀokudya, seɀaʋanogona kutakura, uise ʋo mari yomumŋe nomumŋe pamuromo wehomo yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino akaraira mutariri weimba yake, achiti, “Zadza homwe dzavarume nezvokudya, sezvavanogona kutakura, uisewo mari yomumwe nomumwe pamuromo wehomwe yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Josefi akaraira mutariri wezvemba yake achiti, “Zadza tsapo dzavarume ava nezvokudya zvavanokwanisa kutakura, uise mari yomumwe nomumwe mumuromo wetsapo yake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Josefi akaraira mutariri wezvemba yake achiti, “Zadza tsapo dzavarume ava nezvokudya zvavanokwanisa kutakura, uise mari yomumwe nomumwe mumuromo wetsapo yake, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino Josefa akarayira mutariri weimba yake achiti, “Zadza masaga avarume ava nezvokudya zvakawanda zvavanokwanisa kutakura, uye uise mari yomumwe nomumwe mumuromo wesaga. Viz kapitola |