Genesi 43:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino Juda akati kunaIsraeri, ɓaɓa ʋake: Tumai henyu mukomana neni, tisimuke, tiende, tirarame, tirege kufa, isu nemi, naʋanana ʋeɗu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino Judha akati kuna Isiraeri, baba vake, “Tumai henyu mukomana neni, tisimuke, tiende, tirarame, tirege kufa, isu nemi, navana vedu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Judha akati kuna baba vake Isiraeri, “Dai mukandipa zvenyu mwana uyu tipinde munzira tiende kuti tose imi nesu navana vedu tipone tirege kufa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Judha akati kuna baba vake Isiraeri, “Dai mukandipa zvenyu mwana uyu tipinde munzira tiende kuti tose imi nesu navana vedu tipone tirege kufa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ipapo Judha akati kuna Israeri baba vake, “Tumai mukomana pamwe chete neni tibve taenda izvozvi, kuitira kuti isu nemi navana vedu tirarame uye tirege kufa. Viz kapitola |