Online Bible

- Reklamy -




Genesi 43:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 asi kana musiŋgamutumi, hatiŋgaɓuruki; nokuti murume uya wakati kwatiri: Hamuŋgaʋoni ciso caŋgu, kana munuŋuna wenyu asati anemi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 asi kana musingamutumi, hatingaburuki; nokuti murume uya akati kwatiri, ‘Hamungaoni chiso changu, kana mun'una wenyu asati anemi.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Asi mukaramba naye, isu hatingaende nokuti murume iyeyo akati, ‘Hamuzotenderwi kundiona kana musina munun'una wenyu.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Asi mukaramba naye, isu hatingaende nokuti murume iyeyo akati, ‘Hamuzotenderwi kundiona kana musina munun'una wenyu.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Asi kana mukasamuendesa, hatingatongoendi, nokuti murume uya akati, ‘Hamungazooni chiso changuzve kunze kwokunge mununʼuna wenyu auya nemi.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 43:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy