Genesi 43:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kana mukatuma munuŋuna weɗu nesu, ticaɓuruka, kundoteŋga ɀokudya; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Kana mukatuma mun'una wedu nesu, tichaburuka, kundotenga zvokudya; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kana mukatibvumira kuenda nomunun'una wedu tichandokutengerai zvokudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kana mukatibvumira kuenda nomunun'una wedu tichandokutengerai zvokudya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kana mukaendesa mununʼuna wedu nesu, tichaenda kundokutengerai zvokudya. Viz kapitola |