Genesi 43:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Juda akataura naʋo, akati: Murume uya wakatinyeʋera kwaɀo, akati: Hamuŋgatoŋgoʋoni ciso caŋgu, kana munuŋuna wenyu asati anemi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Judha akataura navo, akati, “Murume uya akatinyevera kwazvo, akati, ‘Hamungatongooni chiso changu, kana mun'una wenyu asati anemi.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Asi Judha akavati, “Murume wacho akatikohomedza kuti, ‘Handidi kana kumbokuonai pano pandiri kana musina munun'una wenyu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Asi Judha akavati, “Murume wacho akatikohomedza kuti, ‘Handidi kana kumbokuonai pano pandiri kana musina munun'una wenyu.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Asi Judha akati kwavari, “Murume uya akatiyambira kwazvo akati, ‘Hamungazooni chiso changuzve kunze kwokunge mununʼuna wenyu auya nemi.’ Viz kapitola |