Genesi 43:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Iʋo ʋakati: Muranda wenyu, ɓaɓa ʋeɗu, ʋakafara haʋo, ʋaciri ʋapenyu. Ʋakakotama, ʋakanamata. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Ivo vakati, “Muranda wenyu, baba vedu, vakafara havo, vachiri vapenyu.” Vakakotama, vakanamata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ivo vakati, “Muranda wenyu ivo baba vedu varipo zvavo, vapenyu vaya.” Vakagwadamira Josefi vachimuremekedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Ivo vakati, “Muranda wenyu ivo baba vedu varipo zvavo, vapenyu vaya.” Vakagwadamira Josefi vachimuremekedza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Vakapindura vakati, “Muranda wenyu, ivo baba vedu vachiri vapenyu uye vanofara.” Uye vakakotama pasi kuti vamuremekedze. Viz kapitola |