Online Bible

- Reklamy -

Genesi 43:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ʋarume ʋakatya, ɀaʋakaiswa mumba maJosefa, ʋakati: Tinoiswa’mo nokuɗa kwemari yakadzoserwa muhomo dzeɗu paŋguʋa yokutaŋga, kuti atȿake mhoȿa kwatiri, atiʋambe, nokutiita ʋaranda ʋake, acitora ʋo mboŋgoro dzeɗu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Varume vakatya, zvavakaiswa mumba maJosefa, vakati, “Tinoiswamo nokuda kwemari yakadzoserwa muhomwe dzedu panguva yokutanga, kuti atsvake mhosva kwatiri, ativambe, nokutiita varanda vake, achitorawo mbongoro dzedu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Varume ivavo vakatya pavakaunzwa kumba kwaJosefi. Vakati, “Taunzwa kuno nokuda kwemari iya yakadzoserwa mutsapo dzedu parwendo rwokutanga. Atiunza muno achida kuwana manzvengeredzero okutipomera mhosva achibva atisunga otiita varanda vake achibva atitorera madhongi edu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Zvino varume vaya vakatya pavakatorwa vakaendwa navo kumba kwake. Vakafunga vakati, “Tauyiswa muno nokuda kwemari iya yakadzoserwa mumasaga edu panguva yokutanga. Anoda kutirwisa, agotikunda, agotisunga senhapwa uye agotora mbongoro dzedu.”

Viz kapitola kopírovat

Genesi 43:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy