Genesi 43:16 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino Josefa wakati aciʋona Benjamini anaʋo, akati kumutariri weimba yake: Ʋuya naʋarume mumba, uɓaye, ugadzire; nokuti ʋarume aʋa ʋacadya neni masikati. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Zvino Josefa akati achiona Bhenjamini anavo, akati kumutariri weimba yake, “Uya navarume mumba, ubaye, ugadzire; nokuti varume ava vachadya neni masikati.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kuzoti Josefi aona vaina Bhenjamini, akaudza mutariri wezvemba yake achiti, “Enda navarume ava kumba kwangu undobaya chipfuwo ugadzire zvokudya. Varume ava vachadya neni masikati ano.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Kuzoti Josefi aona vaina Bhenjamini, akaudza mutariri wezvemba yake achiti, “Enda navarume ava kumba kwangu undobaya chipfuwo ugadzire zvokudya. Varume ava vachadya neni masikati ano.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Josefa akati achiona Bhenjamini anavo, akati kuvatariri veimba yake, “Torai varume ava muende navo kumba kwangu, muuraye chipfuwo mugogadzira zvokudya; vanofanira kudya neni masikati ano.” Viz kapitola |