Online Bible

- Reklamy -




Genesi 43:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 mutore mari yakapamhidzwa kaʋiri mumaʋoko enyu, neiya mari yakaŋga yadzoserwa mumiromo yehomo dzenyu, muende makaiɓata mumaʋoko enyu; ɀimŋe ʋakakaŋganisa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 mutore mari yakapamhidzwa kaviri mumaoko enyu, neiya mari yakanga yadzoserwa mumiromo yehomwe dzenyu, muende makaibata mumaoko enyu; zvimwe vakakanganisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Takurai mari yakapetwa kaviri kuwanda. Dzokeraiko nemari yamakadzorerwa iya yakaiswa pamuromo wetsapo dzenyu, zvimwe vangadaro vakakanganisa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Takurai mari yakapetwa kaviri kuwanda. Dzokeraiko nemari yamakadzorerwa iya yakaiswa pamuromo wetsapo dzenyu, zvimwe vangadaro vakakanganisa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Mutakure mari yakapetwa kaviri, nokuti munofanira kudzorera mari yakanga yadzoserwa pamiromo yamasaga enyu. Zvichida kwaiva kukanganisa.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 43:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy