Genesi 43:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti ɗai tisina‐kunonoka, ɀirokwaɀo, tiŋgaɗai tadzoka ɀino rwecipiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Nokuti dai tisina kunonoka, zvirokwazvo, tingadai tadzoka zvino rwechipiri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Dai tisina kunonoka, pari zvino tingadai takatodzokerako ruviri rwese.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Dai tisina kunonoka, pari zvino tingadai takatodzokerako ruviri rwese.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Izvozvi dai tisina kunonoka, tingadai takatoenda uye takatodzoka kaviri kwose.” Viz kapitola |