Online Bible

- Reklamy -




Genesi 42:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Asi Benjamini, munuŋuna waJosefa, Jakobo haana‐kumutuma naʋakoma ʋake; nokuti wakati: Ɀimŋe uŋgawirwa nenjodzi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Asi Bhenjamini, mun'una waJosefa, Jakobho haana kumutuma navakoma vake; nokuti akati, “Zvimwe angawirwa nenjodzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Asi Jakobho haana kuendesa Bhenjamini munun'una waJosefi pamwechete navo, aiti zvimwe angawane chinomuwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Asi Jakobho haana kuendesa Bhenjamini munun'una waJosefi pamwechete navo, aiti zvimwe angawane chinomuwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Asi Jakobho haana kuendesa Bhenjamini, mununʼuna waJosefa, pamwe chete navamwe, nokuti akanga achitya kuti zvakaipa zvaizomuwira.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 42:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy