Genesi 42:32 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 tiri ʋanakomana ʋanegumi naʋaʋiri ʋomunhu mumŋe cete, ʋanakomana ʋaɓaɓa ʋeɗu; mumŋe haaci’po, worugotwe uri kunaɓaɓa ʋeɗu nhasi panyika yeKanani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 tiri vanakomana vane gumi navaviri vomunhu mumwe chete, vanakomana vababa vedu; mumwe haachipo, worugotwe ari kuna baba vedu nhasi panyika yeKenani.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Tiri vakomana gumi navaviri, vana vomunhu mumwechete. Asi mumwe wedu akatisiya. Munun'una wedu wokupedzesera akasara nababa vedu kuKanani.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Tiri vakomana gumi navaviri, vana vomunhu mumwechete. Asi mumwe wedu akatisiya. Munun'una wedu wokupedzesera akasara nababa vedu kuKanani.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Takanga tiri vanakomana gumi navaviri vababa vamwe chete. Mumwe haachipo, uye gotwe ndiye ana baba vedu zvino kuKenani.’ ” Viz kapitola |