Online Bible

- Reklamy -




Genesi 42:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 ʋakati: Murume uya, ishe wenyika iyo, wakataura nesu nehasha, akati, tiri ʋashori ʋenyika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 vakati, “Murume uya, ishe wenyika iyoyo, akataura nesu nehasha, akati, tiri vashori venyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 “Murume watakaona'ku, changamire wenyika iyoyo akatijinyura achititi, tiri vasori vauya kuzoongorora nyika iyoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 “Murume watakaona'ku, changamire wenyika iyoyo akatijinyura achititi, tiri vasori vauya kuzoongorora nyika iyoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 “Murume anova ndiye ishe pamusoro penyika iyo akataura nesu nehasha uye akatiita sokunge taiva vasori munyika.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 42:30

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy