Online Bible

- Reklamy -

Genesi 42:28 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Akati kuhama dzake: Mari yaŋgu yadzoswa; heyi iri muhomo yaŋgu; ipapo ʋakaʋora mŋoyo, ʋakatarirana, ʋacibvunda, ʋakati: Cinyiko ici cataitirwa naMŋari?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Akati kuhama dzake, “Mari yangu yadzoswa; heyi iri muhomwe yangu; ipapo vakaora mwoyo, vakatarirana, vachibvunda, vakati, ‘Chinyiko ichi chataitirwa naMwari?’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Akataurira vamwe vake, achiti, “Ndadzoserwa mari yangu iyi, tarisai muone iyi iri pamuromo wetsapo yangu.” Vakarohwa nehana vakadedereswa nazvo. Vakataurirana vachiti, “Ko Mwari aitireiko kudai?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Akataurira vamwe vake, achiti, “Ndadzoserwa mari yangu iyi, tarisai muone iyi iri pamuromo wetsapo yangu.” Vakarohwa nehana vakadedereswa nazvo. Vakataurirana vachiti, “Ko Mwari aitireiko kudai?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Akati kuna vamwe vake, “Mari yangu yadzoserwa. Heyi iri musaga rangu.” Mwoyo yavo yakati rukutu vakatarisana vachidedera, uye vakati, “Chiiko ichi chataitirwa naMwari?”

Viz kapitola kopírovat

Genesi 42:28

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy