Genesi 42:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Josefa akaraira kuti midziyo yaʋo izadzwe neɀiyo, ʋuye kuti mumŋe nomumŋe adzoserwe mari yake muhomo yake, ʋuye kuti ʋapiwe ʋo mbuʋa yokufamba nayo; ʋakaitirwa saiɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Josefa akaraira kuti midziyo yavo izadzwe nezviyo, uye kuti mumwe nomumwe adzoserwe mari yake muhomwe yake, uye kuti vapiwewo mbuva yokufamba nayo; vakaitirwa saizvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Josefi akarayira kuti tsapo dzavo dzizadzwe nembesanwa. Akatiwo mari yomumwe nomumwe idzoserwe mutsapo yake, vapiwewo mbuva yaparwendo. Vakaitirwa saizvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Josefi akarayira kuti tsapo dzavo dzizadzwe nembesanwa. Akatiwo mari yomumwe nomumwe idzoserwe mutsapo yake, vapiwewo mbuva yaparwendo. Vakaitirwa saizvozvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Josefa akarayira kuti masaga avo azadzwe nezviyo, vaise mari yomumwe nomumwe musaga rake, uye kuti vapiwe mbuva yorwendo rwavo. Shure kwokuitirwa kwavo izvi, Viz kapitola |