Genesi 42:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ipapo Josefa akabva kwaʋari, akacema; akadzokera ɀe kwaʋari, akataura naʋo, akatora Simeoni pakati paʋo, akamusuŋga ʋaciɀiʋona. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Ipapo Josefa akabva kwavari, akachema; akadzokerazve kwavari, akataura navo, akatora Simeoni pakati pavo, akamusunga vachizviona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Josefi akasuduruka akandosvimha misodzi. Akadzokazve akataura navo, akazotora Simeoni ndokumusunga, vamwe vose vachizviona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Josefi akasuduruka akandosvimha misodzi. Akadzokazve akataura navo, akazotora Simeoni ndokumusunga, vamwe vose vachizviona. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Akabva pavari akatanga kuchema, asi pakarepo akadzoka kwavari akatauriranazve navo. Akaita kuti Simeoni atorwe kubva pakati pavo uye kuti asungwe vakatarisa. Viz kapitola |