Genesi 42:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ʋakataurirana ʋaciti: Ɀirokwaɀo tinemhoȿa nokuɗa kwomunuŋuna weɗu, nokuti takaʋona kutambudzika kwomŋeya wake musi uya waakatinyeŋgetera, tikaramba kumuterera; naiɀoɀo tawirwa nokutambudzika uku. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Vakataurirana vachiti, “Zvirokwazvo tine mhosva nokuda kwomun'una wedu, nokuti takaona kutambudzika kwomweya wake musi uya waakatinyengetera, tikaramba kumuteerera; naizvozvo tawirwa nokutambudzika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vakataurirana pachavo vachiti, “Mazvionaka! Isu takapara mhaka pamusana pomunun'una wedu wataiona achitambudzika achiteterera isu tikarega kuita hanya naye. Saka nhasi uno zvatiwirawo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vakataurirana pachavo vachiti, “Mazvionaka! Isu takapara mhaka pamusana pomunun'una wedu wataiona achitambudzika achiteterera isu tikarega kuita hanya naye. Saka nhasi uno zvatiwirawo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Vakataurirana vachiti, “Zvirokwazvo tava kurangwa nokuda kwomununʼuna wedu. Takaona kutambudzika kwaakaita paakatikumbira kuti tirege kumuuraya, asi isu hatina kumuteerera; ndokusaka nhamo iyi yauya pamusoro pedu.” Viz kapitola |