Genesi 42:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Mugoʋuya nomunuŋuna wenyu worugotwe kwandiri; naiɀoɀo mashoko enyu acasimbiswa, murege kufa. Ʋakaita saiɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Mugouya nomun'una wenyu worugotwe kwandiri; naizvozvo mashoko enyu achasimbiswa, murege kufa.” Vakaita saizvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 mozouya kwandiri nomunun'una wenyu wokupedzesera ndipo pachaonekwa kana zvamuri kutaura zviri zvechokwadi, murege kufa.” Vakaita saizvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 mozouya kwandiri nomunun'una wenyu wokupedzesera ndipo pachaonekwa kana zvamuri kutaura zviri zvechokwadi, murege kufa.” Vakaita saizvozvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Asi munofanira kuuya nomununʼuna wenyu gotwe kwandiri, kuitira kuti mashoko enyu asimbiswe uye kuti murege kufa.” Izvi vakazviita. Viz kapitola |