Online Bible

- Reklamy -




Genesi 42:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 heci cinhu camucaidzwa naco: Noʋupenyu bgaFarao, hamuŋgaɓuɗi pano kana munuŋuna wenyu worugotwe asina‐kuʋuya pano.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 hechi chinhu chamuchaedzwa nacho. Noupenyu hwaFarao, hamungabudi pano kana mun'una wenyu worugotwe asina kuuya pano.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Ndinopika namambo Farao! Imi hamubve pano kana munun'una wenyu muduku asina kuuya pano. Ndipo pandichaziva kuti muri kutaura chokwadi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Ndinopika namambo Farao! Imi hamubve pano kana munun'una wenyu muduku asina kuuya pano. Ndipo pandichaziva kuti muri kutaura chokwadi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Uye aya ndiwo maedzerwo amuchaitwa: Zvirokwazvo noupenyu hwaFaro, hamuchabvi panzvimbo ino kunze kwokunge mununʼuna wenyu gotwe auya pano.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 42:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy