Genesi 42:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Iʋo ʋakati kwaari: Kwete, ishe weɗu, asi ʋaranda ʋenyu ʋaʋuya kuzoteŋga ɀokudya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Ivo vakati kwaari, “Kwete, ishe wedu, asi varanda venyu vauya kuzotenga zvokudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ivo vakati, “Kwete changamire! Isu varanda venyu tauya kuzotenga zvokudya chete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ivo vakati, “Kwete changamire! Isu varanda venyu tauya kuzotenga zvokudya chete. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ivo vakapindura vakati, “Kwete, ishe wedu. Varanda venyu vauya kuzotenga zvokudya. Viz kapitola |