Genesi 41:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ipapo mukuru waʋaɗiri akaʋudza Farao, akati: Nhasi ndinoraŋgarira kutadza kwaŋgu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Ipapo mukuru wavadiri akaudza Farao, akati, “Nhasi ndinorangarira kutadza kwangu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ipapo mukuru mukuru wokuona nezvewaini akataura kuna Farao achiti, “Nhasi uno ndayeuchidzwa kutadza kwangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ipapo mukuru mukuru wokuona nezvewaini akataura kuna Farao achiti, “Nhasi uno ndayeuchidzwa kutadza kwangu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ipapo mudiri mukuru akati kuna Faro, “Nhasi ndinorangarira kutadza kwangu. Viz kapitola |