Genesi 41:52 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Zita rowecipiri wakaritumidza Efraimi, aciti: Nokuti Mŋari wakandiɓerekesa ʋana panyika yokutambudzika kwaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200252 Zita rowechipiri akaritumidza Efuremu, achiti, “Nokuti Mwari akandiberekesa vana panyika yokutambudzika kwangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Josefi akatumidza mwana wake wechipiri zita rokuti Efuremu, akati, “Mwari andipa vana ndiri munyika yenhamo yangu mandiri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona52 Josefi akatumidza mwana wake wechipiri zita rokuti Efuremu, akati, “Mwari andipa vana ndiri munyika yenhamo yangu mandiri.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi52 Mwanakomana wake wechipiri akamutumidza zita rokuti Efuremu akati, “Nokuti Mwari akaita kuti ndive nezvibereko munyika yokutambudzika kwangu.” Viz kapitola |