Online Bible

- Reklamy -

Genesi 41:41 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Ɀino Farao akati kunaJosefa: Tarira, ndakuita muɓati panyika yeEgipita yose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Zvino Farao akati kuna Josefa, “Tarira, ndakuita mubati panyika yeIjipiti yose.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Farao akataurirawo Josefi kuti, “Chionaka, ndakugadza kuti utonge nyika yose yeIjipiti.” Farao akabvisa mhete yake youmambo pamunwe wake akaipfekedza pamunwe waJosefi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 Farao akataurirawo Josefi kuti, “Chionaka, ndakugadza kuti utonge nyika yose yeIjipiti.” Farao akabvisa mhete yake youmambo pamunwe wake akaipfekedza pamunwe waJosefi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 Saka Faro akati kuna Josefa, “Ndakugadza kuti uve mutariri wenyika yose yeIjipiti.”

Viz kapitola kopírovat

Genesi 41:41

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy