Genesi 41:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino mhou dzakaipa, dzakawonda, dzikadya mhou dziya nomŋe dzakanaka, dzakakora. Farao akapepuka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Zvino mhou dzakaipa, dzakaonda, dzikadya mhou dziya nomwe dzakanaka, dzakakora. Farao akapepuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mhou dzakaonda dzakadya mhou dzakakora. Farao ndokubva apepuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mhou dzakaonda dzakadya mhou dzakakora. Farao ndokubva apepuka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Uye mhou dziya dzakanga dzakashata, dzakaonda, dzakadya mhou dziya dzakanga dzakanaka uye dzakakora. Ipapo Faro akapepuka. Viz kapitola |