Genesi 41:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Naiɀoɀo Farao ŋgaatȿake munhu wakaŋgwara, wakacenjera, amuite muɓati wenyika yeEgipita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 “Naizvozvo Farao ngaatsvake munhu akangwara, akachenjera, amuite mubati wenyika yeIjipiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Zvino imi dai mukasarudza munhu akangwara anoziva kunyatsoronga zvingaitwe, mumuite mukuru mukuru anotarisa zvomunyika yeIjipiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Zvino imi dai mukasarudza munhu akangwara anoziva kunyatsoronga zvingaitwe, mumuite mukuru mukuru anotarisa zvomunyika yeIjipiti. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 “Zvino Faro ngaatsvake munhu anonzwisisa uye akachenjera amugadze kuti ave mutariri wenyika yeIjipiti. Viz kapitola |