Genesi 40:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino mukuru waʋaɗiri akarondedzera kurota kwake kunaJosefa, akati kwaari: Pakurota kwaŋgu ndakaʋona muzambiriŋga pamberi paŋgu; pamuzambiriŋga pakaŋga panamataʋi matatu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino mukuru wavadiri akarondedzera kurota kwake kuna Josefa, akati, kwaari, “Pakurota kwangu ndakaona muzambiringa pamberi pangu; pamuzambiringa pakanga pana matavi matatu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ipapo mukuru mukuru wokuona nezvewaini akarondedzera Josefi hope dzake achiti, “Ndarota ndichiona mugirepisi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ipapo mukuru mukuru wokuona nezvewaini akarondedzera Josefi hope dzake achiti, “Ndarota ndichiona mugirepisi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Saka mudiri mukuru akataurira Josefa kurota kwake. Akati kwaari, “Mukurota kwangu ndaona muzambiringa pamberi pangu, Viz kapitola |