Online Bible

- Reklamy -




Genesi 40:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ɀino fume maŋgwana Josefa akapinda kwaʋari, Akaʋatarira, akaʋona kuti haʋafari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Zvino fume mangwana Josefa akapinda kwavari, akavatarira, akaona kuti havafari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Ava mangwanani Josefi akauya akavaona vakasuruvara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Ava mangwanani Josefi akauya akavaona vakasuruvara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Josefa akati auya kwavari mangwanani akatevera, akaona kuti vakanga vakasurukirwa.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 40:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy