Online Bible

- Reklamy -




Genesi 40:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Asi undiraŋgarire hako kana woitirwa ɀakanaka; undiitire ŋgoni, undireʋerere kunaFarao, kuti ndiɓuɗiswe paimba ino;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Asi undirangarire hako kana woitirwa zvakanaka; undiitire ngoni, undireverere kuna Farao, kuti ndibudiswe paimba ino;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Asi ndinokumbira kuti muzondiyeukawo kana zvazokufambirai zvakanaka. Mundinzwire tsitsi, mundirevererewo kuna Farao, kuti ndibudiswe muno,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Asi ndinokumbira kuti muzondiyeukawo kana zvazokufambirai zvakanaka. Mundinzwire tsitsi, mundirevererewo kuna Farao, kuti ndibudiswe muno,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Asi pazvinenge zvakunakira iwe, undirangarire uye undiitirewo ngoni; undireverere kuna Faro kuti ndigobudiswa mutorongo rino.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 40:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy