Genesi 40:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Josefa akati kwaari: Kuɗudzirwa kwadzo ndiko: Mataʋi matatu mazuʋa matatu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Josefa akati kwaari, “Kududzirwa kwadzo ndiko: Matavi matatu mazuva matatu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Josefi akamuti, “Hezvinoi zvadzinoreva: Mapazi matatu anoreva mazuva matatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Josefi akamuti, “Hezvinoi zvadzinoreva: Mapazi matatu anoreva mazuva matatu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Josefa akati kwavari, “Uku ndiko kududzirwa kwadzo. Matavi matatu ndiwo mazuva matatu. Viz kapitola |