Online Bible

- Reklamy -




Genesi 40:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 ukaita sokutumbuka, ukaɓuɗisa maruʋa; masumbu awo akaɓereka mazambiriŋga akaibva;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 ukaita sokutumbuka, ukabudisa maruva; masumbu awo akabereka mazambiringa akaibva;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Mugirepisi wacho wanga una mapazi matatu. Pawangoti bukirei, wabva waburitsa tumaruva. Matsumbu awo akabva aita magirepisi akaibva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Mugirepisi wacho wanga una mapazi matatu. Pawangoti bukirei, wabva waburitsa tumaruva. Matsumbu awo akabva aita magirepisi akaibva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 uye mumuzambiringa manga mune matavi matatu. Wati uchangobuka, waita maruva, uye masumbu awo aibva akava mazambiringa.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 40:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy