Online Bible

- Reklamy -




Genesi 4:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 asi Kaini necipiriso cake haana‐kucigamucira. Ipapo Kaini akatsamŋa kwaɀo, ciso cake cikawunyana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 asi Kaini nechipiriso chake haana kumugamuchira. Ipapo Kaini akatsamwa kwazvo, chiso chake chikaunyana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Asi haana kufadzwa naKaini kana nomupiro wake. Kaini akatsamwa zvikuru akafundumwara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Asi haana kufadzwa naKaini kana nomupiro wake. Kaini akatsamwa zvikuru akafundumwara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 asi Kaini nechipiriso chake haana kumugamuchira. Saka Kaini akatsamwa zvikuru, uye chiso chake chikaunyana.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 4:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy