Online Bible

- Reklamy -




Genesi 4:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Adama akaziʋa ɀe mukadzi wake; akaɓereka mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Seti; nokuti wakati, Mŋari wandipa mumŋe mŋana pacigaro caAberi, ɀaakaʋurawa naKaini.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Adhamu akazivazve mukadzi wake, akabereka mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Seti; nokuti wakati, “Mwari wandipa mumwe mwana pachigaro chaAbhero, zvaakaurawa naKaini.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Adhamu nomudzimai wake vakaberekazve mumwe mwana mukomana. Evha akamutumidza zita rokuti Seti achiti, “Mwari andipa zvakare mumwe mwana panzvimbo yaAbhero uya akaurayiwa naKaini.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Adhamu nomudzimai wake vakaberekazve mumwe mwana mukomana. Evha akamutumidza zita rokuti Seti achiti, “Mwari andipa zvakare mumwe mwana panzvimbo yaAbhero uya akaurayiwa naKaini.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Adhamu akararazve nomukadzi wake, akabereka mwanakomana akamutumidza zita rokuti Seti, achiti, “Mwari andipa mumwe mwana panzvimbo yaAbheri, sezvo Kaini akamuuraya.”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 4:25

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy