Genesi 4:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Akazopona ɀe munuŋuna wake Aberi. Aberi wakaŋga ari mufudzi wamakwai, Kaini wakaŋga ari murimi wevu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Akazoponazve mun'una wake Abhero. Abhero wakanga ari mufudzi wamakwai, Kaini wakanga ari murimi wevhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akaberekazve munun'una wake Abhero. Abhero akazova mupfuwi wehwai, Kaini ari murimi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akaberekazve munun'una wake Abhero. Abhero akazova mupfuwi wehwai, Kaini ari murimi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Mushure akabereka mununʼuna wake Abheri. Zvino Abheri aiva mufudzi wamakwai, uye Kaini aiva murimi wevhu. Viz kapitola |