Genesi 4:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Rameki akawana ʋakadzi ʋaʋiri, zita romumŋe rainzi Ada, zita romumŋe rainzi Zira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Rameki akawana vakadzi vaviri, zita romumwe rainzi Adha, zita romumwe rainzi Zira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Rameki aiva navakadzi vaviri, mumwe ainzi Adha mumwe achinzi Zira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Rameki aiva navakadzi vaviri, mumwe ainzi Adha mumwe achinzi Zira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Rameki akawana vakadzi vaviri, mumwe ainzi Adha uye mumwe ainzi Zira. Viz kapitola |