Genesi 4:14 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Tarirai, mandidziŋga nhasi panyika ino; ndicaʋanda pamberi penyu; ndicaʋa mutizi nomudzuŋgairi panyika; aninani unondiwana ucandiʋuraya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Tarirai, mandidzinga nhasi panyika ino, ndichavanda pamberi penyu; ndichava mutizi nomudzungairi panyika; ani naani anondiwana achandiuraya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Chionaika kuti zvamandidzinga munyika ino ndichandotambura ndiri kwamusinganditariri, kwandichava swerakuenda nomudzungairi panyika. Ani naani anosangana neni achandiuraya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Chionaika kuti zvamandidzinga munyika ino ndichandotambura ndiri kwamusinganditariri, kwandichava swerakuenda nomudzungairi panyika. Ani naani anosangana neni achandiuraya.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Nhasi muri kundidzinga kubva panyika, uye ndichavanzwa pamberi penyu; ndichava mudzungairi asina zororo panyika, uye ani naani achandiwana achandiuraya.” Viz kapitola |