Genesi 4:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Akati: Waiteiko? Inzwi reropa romunuŋuna wako rinoɗanidzira kwandiri panyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Akati, “Waiteiko? Izwi reropa romun'una wako rinodaidzira kwandiri panyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mwari akati, “Ko izvozvi uri kuti waiteiko? Ropa romunun'una wako radeukira pasi, riri kuchema kwandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Mwari akati, “Ko izvozvi uri kuti waiteiko? Ropa romunun'una wako radeukira pasi, riri kuchema kwandiri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Jehovha akati, “Waiteiko? Inzwa! Ropa romununʼuna wako riri kudanidzira kwandiri richibva muvhu. Viz kapitola |