Online Bible

- Reklamy -




Genesi 39:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino shure kwaiɀoɀo mukadzi watenzi wake wakatarira Josefa, akati: Ʋata neni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino shure kwaizvozvo mukadzi watenzi wake akatarira Josefa, akati, “Vata neni.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Gare gare mudzimai waPotifari akachiva Josefi, akamukumbira kuti aite chakaipa naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Gare gare mudzimai waPotifari akachiva Josefi, akamukumbira kuti aite chakaipa naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 uye shure kwechinguva mukadzi watenzi wake akatarira Josefa ndokubva ati kwaari, “Uya uzovata neni!”

Viz kapitola kopírovat




Genesi 39:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy