Genesi 39:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Tenzi wake akaʋona kuti Jehova unaye, ʋuye kuti Jehova wakafambisa ɀakanaka ɀose ɀaaiita namaʋoko ake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Tenzi wake akaona kuti Jehovha anaye, uye kuti Jehovha akafambisa zvakanaka zvose zvaaiita namaoko ake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Potifari akaona kuti Tenzi akanga aina Josefi. Akaonawo kuti Tenzi ndiye aibatsira Josefi pazvinhu zvose zvaaiita, kuti zvibudirire. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Potifari akaona kuti Tenzi akanga aina Josefi. Akaonawo kuti Tenzi ndiye aibatsira Josefi pazvinhu zvose zvaaiita, kuti zvibudirire. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Tenzi wake akati achiona kuti Jehovha akanga anaye uye kuti Jehovha akamuita kuti abudirire muzvinhu zvose zvaakanga achiita, Viz kapitola |