Genesi 39:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Asi Jehova wakaʋa naJosefa, akamuitira tsitsi, kuti anzwirwe ŋgoni nomutariri wetoroŋgo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Asi Jehovha akava naJosefa, akamuitira tsitsi, kuti anzwirwe ngoni nomutariri wetorongo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Asi Tenzi aiva naJosefi, akaramba achimuitira mwoyochena, akaita kuti mutariri wejeri amuitire mwoyo wakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Asi Tenzi aiva naJosefi, akaramba achimuitira mwoyochena, akaita kuti mutariri wejeri amuitire mwoyo wakanaka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Jehovha akava naJosefa; akamunzwira tsitsi akamuitira nyasha pamberi pomutariri womutorongo. Viz kapitola |