Genesi 39:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Tenzi wake wakati acinzwa mashoko aakaʋudzwa nomukadzi wake, aciti: Ndiɀo ɀandakaitirwa nomuranda wako, hasha dzake dzikamuka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Tenzi wake akati achinzwa mashoko aakaudzwa nomukadzi wake, achiti, “Ndizvo zvandaitirwa nomuranda wako,” hasha dzake dzikamuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Tenzi wake akatsamwa zvikuru paakanzwa zvakataurwa achiti, “Ndizvo zvandakaitirwa nomuranda wenyuka izvi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Tenzi wake akatsamwa zvikuru paakanzwa zvakataurwa achiti, “Ndizvo zvandakaitirwa nomuranda wenyuka izvi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Tenzi wake akati anzwa nyaya yaakaudzwa nomukadzi wake achiti, “Izvi ndizvo zvandakaitirwa nomuranda wako,” akavira nehasha. Viz kapitola |