Online Bible

- Reklamy -




Genesi 39:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Akataura kwaari mashoko iwayo akati: Muranda muHeberu wawakaisa pakati peɗu, wakaʋuya kwandiri kuti andiɗaɗire.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Akataura kwaari mashoko iwayo akati, “Muranda muHebheru awakaisa pakati pedu, akauya kwandiri kuti andidadire.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Akamutaurira kuti, “Muranda uyu wechiHebheru wamakatiunzira pano, auya kuzondivirimira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Akamutaurira kuti, “Muranda uyu wechiHebheru wamakatiunzira pano, auya kuzondivirimira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Ipapo akamutaurira nyaya iyi akati, “Uya muranda wechiHebheru wamakauyisa kwatiri akauya kwandiri kuti azondidadira.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 39:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy